🎵

Eke

Album: Misunderstood Durasi: 2:18

Eke eke

Life haisi easy boys

Tese tiri marunner nema hustler boys

Tese tirikutengesa paTown boys

Ndabvrira kare kuchema ndatopera voice

Ndamakandira skippy ma problems

Ndikati Kepele handei ne progress

Pano we trust in God kwete process

Keep your cards to your chest don't let em know your best

Ski ski ski

Pull up on your problems in a ski skii

Comment dzana Elvado iwewe skip skip

negativity Don't hesitate to block and delete

Eke eke

Ndini ndarira

NaMwari hapana anotibirira

Eke eke

Can't fit in my shoes Jimmy Choos

Uine tsoka yemhondi

Eke eke

Ganda ndapfira

Mhodzi hatimedze tinosvisvina

Eke eke

Call me misunderstood, underrated but now vaakutimirira

Eke ndite plan yangu

Eke ndiite plan

Hustler longtime ndichibatika town

Kwatabva yangu life yakatochinja

Middle fingers to the haters chimbondimirirai

Tellem bigup wese arikushanda 9to5

Iwe dzidza i be working on my own

Zvima adidas star man a shine longtime

Kuti mutende motanga mashora

Hant change mukuona eheee

Big benz ndirikumona eheee

Hatina biz ratoshora

Tongotanga from the ground to the top

Eke eke

Ndini ndarira

NaMwari hapana anotibirira

Eke eke

Can't fit in my shoes Jimmy Choos

Uine tsoka yemhondi

Eke eke

Ganda ndapfira

Mhodzi hatimedze tinosvisvina

Eke eke

Call me misunderstood, underrated but now vaakutimirira